Isaiah 6:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ndakanzwa inzwi raShe riciti: Ndiŋgatuma aniko? Ndiani uŋgatiendira? Ipapo ndakati: Ndiri pano ini, nditumei.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo ndakanzwa inzwi raJehovha richiti, “Ndiani wandichatuma? Uye ndiani achatiendera?” Ini ndakati, “Ndiri pano! Nditumei!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ndakanzwa izwi raTenzi richiti, ‘Ndiani wandingatume, ndiani angatiendere?’ Ini ndakati, ‘Ndiri pano. Nditumei ini.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo ndakanzwa nzwi raShe richiti, “Ndingatuma aniko? Ndiani angatiendera?” Ipapo ndakati, “Ndiri pano ini, nditumei.”
Shona 2009?
Ipapo ndakanzwa nzwi raShe richiti, "Ndingatuma aniko? Ndiani angatiendera?" Ipapo ndakati, "Ndiri pano ini, nditumei."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo ndakanzwa nzwi raShe richiti, “Ndingatuma aniko? Ndiani angatiendera?” Ipapo ndakati, “Ndiri pano ini, nditumei.”