Isaiah 6:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akati: Enda, unondoʋudza ʋanhu aʋa, uti: Rambai henyu mucinzwa, asi musanzwisisa, rambai henyu muciʋona, asi musaʋonesesa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye akati, “Enda undoudza vanhu ava uti, “ ‘Munogara muchinzwa, asi hamumbonzwisisi; munogara muchiona, asi hamuonesesi.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ivo ndokuti, “Enda utaurire vanhu ava kuti, ‘Zvokuteereresa, regaika zvenyu kuteerera, handiti mungadaro mukazonzwisisa; kana zvokunyatsotarisisa, regaika zvenyu kutarisa handiti mungadaro mukazoona here.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akati, “Enda, unondoudza vanhu ava, uti, ‘Rambai henyu muchinzwa, asi musanzwisisa, rambai henyu muchiona, asi musaonesesa.’
Shona 2009?
Iye akati, "Enda, unondoudza vanhu ava, uti, `Rambai henyu muchinzwa, asi musanzwisisa, rambai henyu muchiona, asi musaonesesa.'
Shona SUB 2002 Bible
Iye akati, “Enda, unondoudza vanhu ava, uti, ‘Rambai henyu muchinzwa, asi musanzwisisa, rambai henyu muchiona, asi musaonesesa.’