Isaiah 60:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Simuka, uveneke, nokuti ciedza cako caȿika, kubginya kwaJehova kwaɓuɗa pamsoro pako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Simuka, upenye nokuti chiedza chako chasvika, uye kubwinya kwaJehovha kwabuda pamusoro pako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chisimuka uti ngwe-e kuvheneka nokuti chiedza chako chasvika uye mbiri yaTenzi yapenya pamusoro pako
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Simuka, uvheneke, nokuti chiedza chako chasvika, kubwinya kwaJehovha kwabuda pamusoro pako.
Shona 2009?
Simuka, uvheneke, nokuti chiedza chako chasvika, nokubwinya kwaJehovha kwamuka pamusoro pako.
Shona SUB 2002 Bible
Simuka, uvheneke, nokuti chiedza chako chasvika, kubwinya kwaJehovha kwabuda pamusoro pako.