Isaiah 60:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋatorwa ʋacaʋaka maȿiŋgo ako, madzimambo aʋo acakushumira; nokuti ndakakuroʋa nokutsamŋa kwaŋgu, asi ndakakunzwira nyasha neŋgoni dzaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Vatorwa vachavakazve masvingo ako, uye madzimambo avo achakushandira. Kunyange ndakakurova mukutsamwa kwangu, munyasha dzangu ndichakunzwira tsitsi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vatorwa zvavo ndovachakuvakira tsvingo dzako, madzimambo avo ivo ndoanenge otokushandira iwe. Ndakakuranga pamusana pokushatirwa kwandakanga ndaita, asi zvino pamusana pemwoyochena wangu ndava kukuitira tsiye nyoro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vatorwa vachavaka masvingo ako, madzimambo avo achakushumira; nokuti ndakakurova nokutsamwa kwangu, asi ndakakunzwira nyasha nengoni dzangu.
Shona 2009?
Vatorwa vachavaka masvingo ako, madzimambo avo achakushumira; nokuti ndakakurova nokutsamwa kwangu, asi ndakakunzwira nyasha nengoni dzangu.
Shona SUB 2002 Bible
Vatorwa vachavaka masvingo ako, madzimambo avo achakushumira; nokuti ndakakurova nokutsamwa kwangu, asi ndakakunzwira nyasha nengoni dzangu.