Isaiah 60:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakaŋga wakasiyiwa nokuʋeŋgwa, kusisinomunhu waipfuʋura nomukati mako, asi ɀino ndicakuita cinhu cinorumbidzwa nokusiŋgaperi, cinofarirwa kuȿikira kumarudzi mazhinji.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Kunyange wanga wasiyiwa uye uchivengwa, pasina munhu anopfuura nemauri, ndichakuita kuti ukudzwe nokusingaperi uye uve mufaro wezvizvarwa zvinotevera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Wakanga wafuratirwa uchivengwa pasisina kana neachadimura namauri, zvino ndichakuita guta rino mukurumbira narini narini richange riri rinofadza pachizvarwa nechizvarwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Wakanga wakasiyiwa nokuvengwa, kusisina munhu aipfuura nomukati mako, asi zvino ndichakuita chinhu chinorumbidzwa nokusingaperi, chinofarirwa kusvikira kumarudzi mazhinji.
Shona 2009?
Wakanga wakasiyiwa nokuvengwa, kusisina munhu aipfuura nomukati mako, asi zvino ndichakuita chinhu chinorumbidzwa nokusingaperi, chinofarirwa kusvikira kumarudzi mazhinji.
Shona SUB 2002 Bible
Wakanga wakasiyiwa nokuvengwa, kusisina munhu aipfuura nomukati mako, asi zvino ndichakuita chinhu chinorumbidzwa nokusingaperi, chinofarirwa kusvikira kumarudzi mazhinji.