Isaiah 60:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ucamna ʋo mukaka wamarudzi, ucamna mazamu amadzimambo; ipapo ucaziʋa kuti ini Jehova, ndini Muponesi wako, noMudzikinuri wako, Wamasimba‐ose waJakobo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uchanwa mukaka wendudzi uye ucharerwa pamazamu oumambo. Ipapo uchaziva kuti ini, iyeni Jehovha. ndini Muponesi wako, Mudzikinuri wako, Wamasimba Ose waJakobho.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uchayamwa mukaka wevechirudzi uchayamwa mazamu amadzimambo ndopauchaziva kuti ini Tenzi, ndini Muponesi wako, iye Mununuri wako iye Samasimbaose waJakobho.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uchamwawo mukaka wamarudzi, uchamwa mazamu amadzimambo; ipapo uchaziva kuti ini Jehovha, ndini Muponesi wako, noMudzikinuri wako, waMasimbaose waJakobho.
Shona 2009?
Uchamwawo mukaka wamarudzi, uchamwa mazamu amadzimambo; ipapo uchaziva kuti ini Jehovha ndini muponesi wako, noMudzikunuri wako, waMasimbaose waJakobho.
Shona SUB 2002 Bible
Uchamwawo mukaka wamarudzi, uchamwa mazamu amadzimambo; ipapo uchaziva kuti ini Jehovha, ndini Muponesi wako, noMudzikinuri wako, waMasimbaose waJakobho.