Isaiah 60:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Zuʋa haricazoʋi ciedza cako masikati, mŋedzi hauŋgazokuvenekeri nokupenya kwawo; asi Jehova ucaʋa kwauri ciedza cisiŋgaperi, naMŋari wako kunaka kwako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zuva harichazovi chiedza chako masikati, uye kupenya kwomwedzi hakungavi pamusoro pako, nokuti Jehovha ndiye achava chiedza chako chisingaperi, uye Mwari wako achava kubwinya kwako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chichakuvhenekera masikati harisi zuva nechichakuvhenekera usiku unenge usisiri mwedzi, asi kuti ini Tenzi ndini ndichava chiedza chako narini wose. Ini Mwari wako ndini ndichava mbiri yako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zuva harichazovi chiedza chako masikati, mwedzi haungazokuvhenekeri nokupenya kwawo; asi Jehovha achava kwauri chiedza chisingaperi, naMwari wako kunaka kwako.
Shona 2009?
Zuva harichazovi chiedza chako masikati, mwedzi haungazokuvhenekeri nokupenya kwawo; asi Jehovha achava kwauri chiedza chisingaperi, naMwari wako kunaka kwako.
Shona SUB 2002 Bible
Zuva harichazovi chiedza chako masikati, mwedzi haungazokuvhenekeri nokupenya kwawo; asi Jehovha achava kwauri chiedza chisingaperi, naMwari wako kunaka kwako.