Isaiah 60:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Marudzi acaʋuya kuciedza cako, namadzimambo kukubginya kwakakuɓuɗira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndudzi dzichauya kuchiedza chako, uye madzimambo kukubwinya kwamambakwedza ako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vechirudzi vachauya kuchiedza chako, madzimambo achauya kuchiedza chako chinenge chasimuka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Marudzi achauya kuchiedza chako, namadzimambo kukubwinya kwakakubudira.
Shona 2009?
Vahedheni achauya kuchiedza chako, namadzimambo kukubwinya kokubuda kwako
Shona SUB 2002 Bible
Marudzi achauya kuchiedza chako, namadzimambo kukubwinya kwakakubudira.