Isaiah 60:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ucaɀiʋona ukapenya nomufaro, mŋoyo wako ucaɗeɗera nokufariswa; nokuti ɀakawanda ɀeguŋgwa ɀicaiswa kwauri, fuma yamarudzi aʋanhu icaʋuya kwauri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo uchatarisa ugopenya, mwoyo wako uchakwata uye uchazara nomufaro; upfumi huri pamusoro pamakungwa huchauyiswa kwauri, pfuma yendudzi ichauya kwauri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo uchazviona ugomwekuma kufara, mwoyo usingagoni nokufara nokuti upfumi hwose hwegungwa hunenge hwonanga kwauri upfumi hwevechirudzi huchauya kwamuri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo uchazviona ukapenya nomufaro, mwoyo wako uchadedera nokufariswa; nokuti zvakawanda zvegungwa zvichaiswa kwauri, pfuma yamarudzi avanhu ichauya kwauri.
Shona 2009?
Ipapo uchazviona ukapenya nomufaro, moyo wako uchadedera nokufariswa; nokuti zvakawanda zvegungwa zvichaiswa kwauri, fuma yamarudzi avanhu ichauya kwauri.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo uchazviona ukapenya nomufaro, mwoyo wako uchadedera nokufariswa; nokuti zvakawanda zvegungwa zvichaiswa kwauri, pfuma yamarudzi avanhu ichauya kwauri.