Isaiah 60:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mapoka ose amakwai eKedari acaʋuŋganidzirwa kwauri, makondobge eNebayoti acakushumira; ɀicaiswa paartari yaŋgu ndi ciɀifarira, ndicashoŋgedza imba yokukudzwa kwaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mapoka eKedhari achaunganidzirwa kwauri makondohwe eNebhayoti achakushumira: achagamuchirwa sezvipo paaritari yangu, uye ndichashongedza temberi yangu yokukudzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Matanga ese ezvipfuwo zvokuKedhari achakurumukira kwauri, hondohwe dzokwaNebhaoti ndodzichava dzebasa rokupira kwako. Dzichave dzinogamuchirika paatari yangu, ndichapa mbiri kuimba yangu inomukurumbira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mapoka ose amakwai eKedhari achaunganidzirwa kwauri, makondobwe eNebhayoti achakushumira; zvichaiswa paaritari yangu ndichizvifarira, ndichashongedza imba yokukudzwa kwangu.
Shona 2009?
Mapoka ose amakwai eKedhari achaunganidzirwa kwauri, makondobwe eNebhayoti achakushumira; zvichaiswa paaritari yangu ndichizvifarira, ndichashongedza imba yokukudzwa kwangu.
Shona SUB 2002 Bible
Mapoka ose amakwai eKedhari achaunganidzirwa kwauri, makondohwe eNebhayoti achakushumira; zvichaiswa paatari yangu ndichizvifarira, ndichashongedza imba yokukudzwa kwangu.