Isaiah 61:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋatorwa ʋacamira ʋacifudza mapoka enyu amakwai, naʋaeni ʋacaʋa ʋarimi ʋenyu naʋagadziri ʋemizambiriŋga yenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vatorwa vachafudza mapoka amakwai enyu; vatorwa vachashanda muminda yenyu nomuminda yenyu yemizambiringa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vauyi zvavo ndovachava vokukufudzira zvipfuwo, vatorwa ndovachava vokukurimirai minda nevokukuchengetedzerai minda yamagirepisi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vatorwa vachamira vachifudza mapoka enyu amakwai, navaeni vachava varimi venyu navagadziri vemidzambiringa yenyu.
Shona 2009?
Vatorwa vachamira vachifudza mapoka enyu amakwai, navaeni vachava varimi venyu navagadziri vemizambiringa yenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Vatorwa vachamira vachifudza mapoka enyu amakwai, navaeni vachava varimi venyu navagadziri vemizambiringa yenyu.