Isaiah 61:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋana ʋaʋo ʋacazikanwa pakati pamarudzi, neɀiɓereko ɀaʋo pakati paʋanhu; ʋose ʋanoʋaʋona ʋacaʋaziʋa, kuti ndirwo rudzi rwakaropafadzwa naJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvizvarwa zvavo zvichazivikanwa pakati pendudzi navana vavo pakati pamarudzi. Vose vanovaona vachaziva kuti vanhu vakaropafadzwa naJehovha.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvizukuru zvavo zvichanyatsozivikanwa mukati memarudzi evanhu, navana vavo mukati mavanhu vose. Vose vachavaona vachabvuma kuti vanhu vakakomborerwa naTenzi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vana vavo vachazikanwa pakati pamarudzi, nezvibereko zvavo pakati pavanhu; vose vanovaona vachavaziva, kuti ndirwo rudzi rwakaropafadzwa naJehovha.
Shona 2009?
Vana vavo vachazikamwa pakati pamarudzi, nezvibereko zvavo pakati pavanhu; vose vanovaona vachavaziva, kuti ndirwo rudzi rwakaropafadzwa naJehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Vana vavo vachazikanwa pakati pamarudzi, nezvibereko zvavo pakati pavanhu; vose vanovaona vachavaziva, kuti ndirwo rudzi rwakaropafadzwa naJehovha.