Isaiah 62:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuɗa kweZioni handiŋgarambi ndinyerere, nokuɗa kweJerusarema handiŋgazorori, kuȿikira kururama kwaro kuciɓuɗa secadzera, nokuponeswa kwaro somŋenje unopfuta.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuda kweZioni handinganyarari, nokuda kweJerusarema handingarambi ndinyerere, kusvikira kururama kwake kwapenya samambakwedza, noruponeso rwake somwenje unopfuta.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pamusana peZioni, handimbonyarara kutaura. Pamusana peguta reJerusaremu handimbozorora kusvikira kupembedzwa kwaro kwajeka sechiedza, ruponeso rwaro rwanyatsovhenekera semwenje.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuda kweZioni handingarambi ndinyerere, nokuda kweJerusaremu handingazorori, kusvikira kururama kwaro kuchibuda sechiedza, nokuponeswa kwaro somwenje unopfuta.
Shona 2009?
Nokuda kweZiyoni handingarambi ndinyerere, nokuda kweJerusaremu handingazorori, kusvikira kururama kwaro kuchibuda sechiedza, nokuponeswa kwaro somwenje unopfuta.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuda kweZioni handingarambi ndinyerere, nokuda kweJerusaremu handingazorori, kusvikira kururama kwaro kuchibuda sechiedza, nokuponeswa kwaro somwenje unopfuta.