Isaiah 62:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋacaʋatumidza zita rinonzi Ʋanhu ʋatȿene, Ʋakadzikinurwa ʋaJehova; newe ucatumidzwa zita rinonzi Mutȿakwa, Guta risina‐kusiyiwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vachanzi Vanhu Vatsvene, Vakadzikinurwa vaJehovha; uye iwe uchanzi Mutsvakwa, iro Guta Risina Kuzova Dongo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vachanzi vanhu, “Vanoera vaNyakununurwa vaTenzi” iwe uchinzi, “Wapamwoyo pavanhu guta risina kutizwa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vachavatumidza zita rinonzi “Vanhu vatsvene, Vakadzikunurwa naJehovha; newe uchatumidzwa zita rinonzi, ‘Mutsvakwa, Guta risina kusiyiwa.’ ”
Shona 2009?
Vachavatumidza zita rinonzi "Vanhu vatsvene, Vakadzikunurwa naJehovha; newe uchatumidzwa zita rinonzi, `Mutsvakwa, Guta risina kusiyiwa.' "
Shona SUB 2002 Bible
Vachavatumidza zita rinonzi “Vanhu vatsvene, Vakadzikunurwa naJehovha; newe uchatumidzwa zita rinonzi, ‘Mutsvakwa, Guta risina kusiyiwa.’ ”