Isaiah 62:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haucazonzi, Musiyiwa; nenyika yako haicazonzi Ƌoŋgo; asi iwe ucatumidzwa zita rinonzi Hefziba, nenyika yako Beura; nokuti Jehova unokufarira, nenyika yako icawanikwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Havachazokutizve Musiyiwa, kana kutumidza nyika yako kuti Dongo. Asi uchatumidzwa kuti Hefizibha uye nyika yako ichanzi Bhiyura; nokuti Jehovha achakufarira, uye nyika yako icharoorwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iwe hauchazonzi, “Murambwi,” nyika yako haichazonzi, “Dongo.” Asi uchatonzi, “Wangu wapamwoyo,” nyika yako ichinzi, “Muroora,” nokuti Tenzi anofadzwa newe, nyika yenyu icharoorwa
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hauchazonzi, “Musiyiwa;” nenyika yako haichazonzi dongo; asi iwe uchatumidzwa zita rinonzi “Hefizibha,” nenyika yako Bheura; nokuti Jehovha anokufarira, nenyika yako ichawanikwa.
Shona 2009?
Hauchazonzi, "Musiyiwa;" nenyika yako haichazonzi dongo; asi iwe uchatumidzwa zita rinonzi "Hefizibha," nenyika yako Bheura; nokuti Jehovha anokufarira, nenyika yako ichawanikwa.
Shona SUB 2002 Bible
Hauchazonzi, “Musiyiwa;” nenyika yako haichazonzi dongo; asi iwe uchatumidzwa zita rinonzi “Hefizibha,” nenyika yako Bheura; nokuti Jehovha anokufarira, nenyika yako ichawanikwa.