Isaiah 62:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi ʋakaɀikohwa ndiʋo ʋacaɀidya, ʋacirumbidza Jehova; ʋakaiʋuŋganidza ndiʋo ʋacainwa pamaʋazhe eimba yaŋgu tȿene.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
asi ivo vanokohwa ndivo vachadya uye vacharumbidza Jehovha, uye vaya vanounganidza mazimbiringa ndivo vachainwa mumavazhe eimba yangu tsvene.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi kutoti vanenge vaisa mbesanwa mumatura ndivo vachadzidya vachirumbidza Tenzi, vanenge vatanha magirepisi ndivo vachanwa waini yacho vari munhandare dzeNzvimbo yangu Inoera.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi vakazvikohwa ndivo vachazvidya, vachirumbidza Jehovha; vakaiunganidza ndivo vachainwa pamavanze eimba yangu tsvene.”
Shona 2009?
asi vakazvikohwa ndivo vachazvidya, vachirumbidza Jehovha; vakaiunganidza ndivo vachaimwa pamavanze eimba yangu tsvene."
Shona SUB 2002 Bible
asi vakazvikohwa ndivo vachazvidya, vachirumbidza Jehovha; vakaiunganidza ndivo vachainwa pamavanze eimba yangu tsvene.”