Isaiah 63:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ʋakamumukira, nokucemedza Mŋeya wake mutȿene; naiɀoɀo wakashanduka, akaʋa muʋeŋgi waʋo, akarwa naʋo amene.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi vakamumukira vakachemedza Mweya wake Mutsvene. Saka akadzoka akava muvengi wavo, uye iye amene akarwa navo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi ivo vakapanduka vakashungurudza Mweya Mutsvene wake, ndokusaka iye akavapindukira oita somuvengi wavo, iye pachake ovarwisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi vakamumukira, nokuchemedza Mweya wake mutsvene; naizvozvo akashanduka, akava muvengi wavo, akarwa navo amene.
Shona 2009?
Asi vakamumukira, nokuchemedza Mweya wake mutsvene; naizvozvo akashanduka, akava muvengi wavo, akarwa navo amene.
Shona SUB 2002 Bible
Asi vakamumukira, nokuchemedza Mweya wake mutsvene; naizvozvo akashanduka, akava muvengi wavo, akarwa navo amene.