Isaiah 63:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋanhu ʋake ʋakaraŋgarira mazuʋa akare, Mosesi naʋanhu ʋake, ʋakati: Uripiko iye wakaʋaɓuɗisa muguŋgwa pamŋe cete nomufudzi weɓoka rake? Uripiko iye wakaisa Mŋeya wake mutȿene pakati paʋo?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vanhu vake vakarangarira mazuva akare, mazuva aMozisi navanhu vake, vakati, aripiko akavayambutsa gungwa, nomufudzi wamakwai ake? Aripiko akaisa Mweya wake Mutsvene pakati pavo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndipo paakarangarira mazuva akare aye, mazuva omuranda wake Mosesi. Aripiko chaizvo nyakunyurura mugungwa, mufudzi wedanga rezvipfuwo zvake? Aripiko akaisa Mweya Mutsvene wake mukati mavo,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo vanhu vake vakarangarira mazuva akare, Mosesi navanhu vake, vakati, “Aripiko iye akaisa Mweya wake mutsvene pakati pavo?
Shona 2009?
Ipapo vanhu vake vakarangarira mazuva akare, Mozisi navanhu vake, vakati, "Aripiko iye akaisa Mweya wake mutsvene pakati pavo?
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo vanhu vake vakarangarira mazuva akare, Mosesi navanhu vake, vakati, “Aripiko iye akaisa Mweya wake mutsvene pakati pavo?