Isaiah 63:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋeya waJehova wakaʋazorodza, seŋombe dzinoɓurukira kumupata; saiɀoɀo makafambisa ʋanhu ʋenyu, kuti muɀiwanire mukurumbira mukuru‐kuru.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
semombe dzinoburukira kubani, vakapiwa zororo noMweya waJehovha. Ndiwo matungamiriro amakaita vanhu venyu kuti muzviitire zita rine mukurumbira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sokutungamirirwa kunoitwa zvipfuwo kubani, Mweya waTenzi wakavapa zororo, saizvozvo makatungamirira vanhu venyu mukazviwanira zita rine mukurumbira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mweya waJehovha wakavazorodza, semombe dzinoburukira kumupata; saizvozvo makafambisa vanhu venyu, kuti muzviwanire mukurumbira mukuru-kuru.
Shona 2009?
Mweya waJehovha wakavazorodza, semombe dzinoburukira kumupata; saizvozvo makafambisa vanhu venyu, kuti muzviwanire mukurumbira mukuru-kuru.
Shona SUB 2002 Bible
Mweya waJehovha akavazorodza, semombe dzinoburukira kumupata; saizvozvo makafambisa vanhu venyu, kuti muzviwanire mukurumbira mukuru–kuru.