Isaiah 63:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanhu ʋenyu ʋatȿene ʋakaŋga ʋanayo ŋguʋa ɗuku hayo; ʋadziʋisi ʋeɗu ʋakatsika pasi imba yenyu tȿene.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kwenguva duku vanhu venyu vakatora nzvimbo yenyu tsvene, asi zvino vavengi vedu vakatsikira pasi nzvimbo yenyu tsvene.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwekanguva kadiki Nzvimbo yenyu iyi Inoera yanga iri mumaoko mevanhu venyu, vavengi vedu vakatoitsokodzera zvavo pasi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanhu venyu vatsvene vakanga vanayo nguva duku hayo; vadzivisi vedu vakatsika pasi imba yenyu tsvene.
Shona 2009?
Vanhu venyu vatsvene vakanga vanayo nguva duku hayo; vadzivisi vedu vakatsika pasi imba yenyu tsvene.
Shona SUB 2002 Bible
Vanhu venyu vatsvene vakanga vanayo nguva duku hayo; vadzivisi vedu vakatsika pasi imba yenyu tsvene.