Isaiah 63:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndikatarira, ndikashaiwa unoɓatsira, ndikashamiswa nokuti kwakaŋga kusinaunotsigira; naiɀoɀo ruʋoko rwaŋgu rwakandiʋigira ruponeso, kutsamŋa kwaŋgu ndiko kwakanditsigira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakatarisa, asi pakanga pasina angabatsira, ndakashamiswa nokuti hapana akatsigira; naizvozvo ruoko rwangu rwakandivigira ruponeso, uye hasha dzangu dzakanditsigira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakatarisa wanei wokundibatsira hapana zvakandishamisa kuti pakanga pasina wokunditsigira, saka kukurira kwandakaita isimba roruoko rwangu ndichitsigirwa ini nehasha dzangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndikatarira, ndikashayiwa anobatsira, ndikashamiswa nokuti kwakanga kusina anotsigira; naizvozvo ruoko rwangu rwakandivigira ruponeso, kutsamwa kwangu ndiko kwakanditsigira.
Shona 2009?
Ndikatarira, ndikashayiwa anobatsira, ndikashamiswa nokuti kwakanga kusina anotsigira; naizvozvo ruoko rwangu rwakandivigira ruponeso, kutsamwa kwangu ndiko kwakanditsigira.
Shona SUB 2002 Bible
Ndikatarira, ndikashayiwa anobatsira, ndikashamiswa nokuti kwakanga kusina anotsigira; naizvozvo ruoko rwangu rwakandivigira ruponeso, kutsamwa kwangu ndiko kwakanditsigira.