Isaiah 63:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndikatsika‐tsika marudzi aʋanhu pakutsamŋa kwaŋgu, ndikaʋapeŋgesa neɗoro rokutsamŋa kwaŋgu, ndikaɗurura ropa roʋupenyu bgaʋo pasi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakatsika-tsika ndudzi mukutsamwa kwangu; muhasha dzangu ndakaita kuti vadhakwe uye ndakadurura ropa ravo pasi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nehasha dzangu ndakatsokodzera vanhu, ndudzi dzavanhu dzikaita sedzadhakwa ndikadeurira pasi ropa ravo rinovararamisa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndikatsika-tsika marudzi avanhu pakutsamwa kwangu, ndikavapengesa nedoro rokutsamwa kwangu, ndikadurura ropa rohupenyu hwavo pasi.”
Shona 2009?
Ndikatsika-tsika marudzi avanhu pakutsamwa kwangu, ndikavapengesa nedoro rokutsamwa kwangu, ndikadurura ropa rohupenyu hwavo pasi."
Shona SUB 2002 Bible
Ndikatsika–tsika marudzi avanhu pakutsamwa kwangu, ndikavapengesa nedoro rokutsamwa kwangu, ndikadurura ropa roupenyu hwavo pasi.”