Isaiah 63:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti wakati: Ɀirokwaɀo, ndiʋo ʋanhu ʋaŋgu, ʋana ʋasiŋgazoiti nokunyeŋgera; naiɀoɀo wakaʋa Muponesi waʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye akati, “Zvirokwazvo ndivo vanhu vangu, ivo vanakomana vasingazovi venhema kwandiri,” naizvozvo akava Muponesi wavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti anoti, “Vanhu vangu ava, vana vasina zvounyengedzi,” nezvo akava Mununuri wavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti akati, “Zvirokwazvo, ndivo vanhu vangu, vana vasingazoiti nokunyengera;” naizvozvo akava Muponesi wavo.
Shona 2009?
Nokuti akati, "Zvirokwazvo, ndivo vanhu vangu, vana vasingazoiti nokunyengera;" naizvozvo akava Muponesi wavo.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti akati, “Zvirokwazvo, ndivo vanhu vangu, vana vasingazoiti nokunyengera;” naizvozvo akava Muponesi wavo.