Isaiah 64:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova, muŋgaɀidzora nokuɗa kweɀinhu iɀi here? Mucaramba munyerere, mucititambudza ɀikuru here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haiwa Jehovha, mushure maizvozvi mungazvidzorawo here? Mucharamba munyerere, uye mugotiranga zvinopfuura mwero here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino moramba makangotarisa zvenyu here zvinhu zvakadai nhai Tenzi? Moramba makangonyarara zvenyu here muchitionesa nhamo inorwadza kudai?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha, mungazvidzora nokuda kwezvinhu izvi here? Mucharamba munyerere, muchititambudza zvikuru here?
Shona 2009?
Jehovha, mungazvidzora nokuda kwezvinhu izvi here? Mucharamba munyerere, muchititambudza zvikuru here?
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha, mungazvidzora nokuda kwezvinhu izvi here? Mucharamba munyerere, muchititambudza zvikuru here?