Isaiah 64:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hakuna‐unoɗana zita renyu, unoɀimutsa kuti akunamatireyi; nokuti makatiʋanzira ciso cenyu, mukatinyuŋgurusa neɀakaipa ɀeɗu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hakuna anodana kuzita renyu anoshingairira kuti akubatei; nokuti makativanzira chiso chenyu mukaita kuti titsakatike nokuda kwezvivi zvedu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hakuna kana nomumwe achiri kunamata zita renyu kana anombonzwawo shungu yokuti abatirire pamuri, nokuti makazvihwandisa kwatiri ndokubva matiti kuche kuzvitadzo zvedu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hakuna anodana zita renyu, anozvimutsa kuti akunamatireyi; nokuti makativanzira chiso chenyu, mukatinyungurusa nezvakaipa zvedu.
Shona 2009?
Hakuna anodana zita renyu, anozvimutsa kuti akunamatireyi; nokuti makativanzira chiso chenyu, mukatinyungurusa nezvakaipa zvedu.
Shona SUB 2002 Bible
Hakuna anodana zita renyu, anozvimutsa kuti akunamatireyi; nokuti makativanzira chiso chenyu, mukatinyungurusa nezvakaipa zvedu.