Isaiah 65:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi imi munosiya Jehova, nokukaŋganwa gomo raŋgu dɀene, imi munogadzirira Gadi tafura, nokuɗirira Meni waini yakaveŋganiswa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Asi kana murimi munosiya Jehovha uye munokanganwa gomo rangu dzvene, munowaridzira Rombo Rakanaka tafura, uye munozadza zvirongo newaini yakavenganisirwa Magumo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Asi imimi makafuratira Tenzi, imi makakanganwa gomo rangu rinoera, imi munotonamata zvenyu Gadhi, imi munozadza makapu emasanganiswa ewaini okuteura kuna Meni,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi imi munosiya Jehovha, nokukanganwa gomo rangu dzvene, imi munogadzirira Gadhi tafura, nokudirira Meni waini yakavhenganiswa.
Shona 2009?
Asi imwi munosiya Jehovha, nokukangamwa gomo rangu dzvene, imwi munogadzirira Gadhi tafura, nokudirira Meni waini yakavhenganiswa.
Shona SUB 2002 Bible
Asi imi munosiya Jehovha, nokukanganwa gomo rangu dzvene, imi munogadzirira Gadhi tafura, nokudirira Meni waini yakavhenganiswa.