Isaiah 65:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi imi farai mufarisise nokusiŋgaperi pamsoro peɀandinosika; nokuti tarirai, ndinosika Jerusarema riʋe guta romufaro, naʋanhu ʋaro ʋaʋe nomufaro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi farai mupembere nokusingaperi mune zvandichasika, nokuti ndichasika Jerusarema kuti rifadze uye kuti vanhu varo vave mufaro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi farai zvenyu mufare kwazvo nokusingaperi muchifarira zvandava kusika nokuti tarisai muone ndava kusika Jerusaremu rorufaro nevanhu varowo vari vanhu vakafara chaizvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Asi imi farai mufarisise nokusingaperi pamusoro pezvandinosika; nokuti tarirai, ndinosika Jerusaremu rive guta romufaro, navanhu varo vave nomufaro.
Shona 2009?
"Asi imwi farai mufarisise nokusingaperi pamusoro pezvandinosika; nokuti tarirai, ndinosika Jerusaremu rive guta romufaro, navanhu varo vave nomufaro.
Shona SUB 2002 Bible
“Asi imi farai mufarisise nokusingaperi pamusoro pezvandinosika; nokuti tarirai, ndinosika Jerusaremu rive guta romufaro, navanhu varo vave nomufaro.