Isaiah 65:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicafarira Jerusarema, nokuʋa nomufaro pamsoro paʋanhu ʋaŋgu; mukati maro hamucazonzwiki inzwi rokucema, kana inzwi rokurira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichapembera pamusoro peJerusarema, uye ndichafarira vanhu vangu; maungira okuchema kana kurira haachazonzwikizve imomo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ini ndichafarira Jerusaremu vanhu vangu ndichivafarira. Mariri hamuzonzwika izwi rokuchema kana kuridza mhere.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndichafarira Jerusaremu, nokuva nomufaro pamusoro pavanhu vangu; mukati maro hamuchazonzwiki izwi rokuchema, kana izwi rokuridza mhere.
Shona 2009?
"Ndichafarira Jerusaremu, nokuva nomufaro pamusoro pavanhu vangu; mukati maro hamuchazonzwikwi inzwi rokuchema, kana inzwi rokuridza mhere.
Shona SUB 2002 Bible
“Ndichafarira Jerusaremu, nokuva nomufaro pamusoro pavanhu vangu; mukati maro hamuchazonzwiki izwi rokuchema, kana izwi rokuridza mhere.