Isaiah 65:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋacaʋaka dzimba nokugara’mo; ʋacasima minda yemizambiriŋga, nokudya micero yayo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vachavaka dzimba vagogara madziri; vachadyara mazambiringa vagodya michero yawo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vachavaka dzimba vakatodzigara, vachisima minda yamagirepisi vachitozodyawo michero yayo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vachavaka dzimba nokugaramo; vachasima minda yemidzambiringa, nokudya michero yayo.
Shona 2009?
Vachavaka dzimba nokugaramo; vachasima minda yemizambiringa, nokudya michero yayo.
Shona SUB 2002 Bible
Vachavaka dzimba nokugaramo; vachasima minda yemizambiringa, nokudya michero yayo.