Isaiah 65:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋanogara pakati pamabgiro, ʋaciʋata panɀimbo dzakaʋanda; ʋanodya nyama yeŋguruʋe, ʋuye muto weɀinhu ɀinonyaŋgadza uri mumidziyo yaʋo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
vanogara pakati pamarinda uye vanopedza usiku hwavo vachinyengetera vari munzira yakavanda: vanodya nyama yenguruve, uye hari dzavo dzine mvura yenyama yakasvibiswa;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vanogara kumakuva vachirara vari munzvimbo dzakavandika vachidya nyama yenguruve, nomuto wezvinhu zvakan'ora zviri mumidziyo yavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vanogara pakati pamabwiro, vachivata panzvimbo dzakavandika; vanodya nyama yenguruve, uye muto wezvinhu zvinonyangadza uri mumidziyo yavo;
Shona 2009?
vanogara pakati pamabwiro, vachivata panzvimbo dzakavandika; vanodya nyama yenguruve, uye muto wezvinhu zvinonyangadza uri mumidziyo yavo;
Shona SUB 2002 Bible
vanogara pakati pamahwiro, vachivata panzvimbo dzakavandika; vanodya nyama yenguruve, uye muto wezvinhu zvinonyangadza uri mumidziyo yavo;