Isaiah 65:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicaɓuɗisa rudzi kunaJakobo, nomudyi wenhaka yamakomo aŋgu kunaJuda; ʋasanaŋgurwa ʋaŋgu ʋacagara nhaka, naʋaranda ʋaŋgu ʋacagara’po.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichabudisa marudzi kuna Jakobho, uye kubva kuna Judha avo vachatora makomo angu; vasanangurwa vangu vachagara nhaka, uye varanda vangu vachagara ikoko.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ini ndichaunza zvizvarwa zvokwaJakobho, vari vedzinza rokwaJudha kuti vatore makomo angu ave avo, vasarudzwi vangu vagare nhaka nyika yavo ivava varanda vangu ndivo vachagara zvavo imomo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndichabudisa rudzi kuna Jakobho, nomudyi wenhaka yamakomo angu kuna Judha; vasanangurwa vangu vachagara nhaka, navaranda vangu vachagarapo.
Shona 2009?
"Ndichabudisa rudzi kuna Jakobho, nomudyi wenhaka yamakomo angu kuna Judha; vasanangurwa vangu vachagara nhaka, navaranda vangu vachagarapo.
Shona SUB 2002 Bible
“Ndichabudisa rudzi kuna Jakobho, nomudyi wenhaka yamakomo angu kuna Judha; vasanangurwa vangu vachagara nhaka, navaranda vangu vachagarapo.