Isaiah 66:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Somunhu unoʋaraidzwa namai ʋake, saiɀoɀo ndicakuʋaraidzai; mucaʋaraidzwa paJerusarema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Samai vanonyaradza mwana wavo, saizvozvo ndichakunyaradzai; uye muchanyaradzwa pamusoro peJerusarema.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Semwana ari kunyaradzwa naamai vake ndokunyaradza kwandichakuitawo imi. Muchanyaradzwa muri muJerusaremu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Somunhu anovaraidzwa namai vake, saizvozvo ndichakuvaraidzai; muchavaraidzwa paJerusaremu.
Shona 2009?
"Somunhu anovaraidzwa namai vake, saizvozvo ndichakuvaraidzai; muchavaraidzwa paJerusaremu.
Shona SUB 2002 Bible
“Somunhu anovaraidzwa namai vake, saizvozvo ndichakuvaraidzai; muchavaraidzwa paJerusaremu.