Isaiah 66:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Jehova ucatoŋga nyama yose nomŋoto ʋuye nomunondo wake; ʋakaʋurawa naJehova ʋacaʋa ʋazhinji.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti nomoto uye nomunondo wake Jehovha achatonga vanhu vose, uye vazhinji vachava vaya vanourayiwa naJehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti Tenzi achatonga nomoto nebakatwa rehondo yake richawira vanhu vose zvavo panyika, vachaurayiwa naTenzi vachange vakawanda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Jehovha achatonga vanhu vose nomoto uye nomunondo wake; vakaurawa naJehovha vachava vazhinji.
Shona 2009?
Nokuti Jehovha achatonga vanhu vose nomoto uye nomunondo wake; vakaurawa naJehovha vachava vazhinji.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti Jehovha achatonga vanhu vose nomoto uye nomunondo wake; vakaurayiwa naJehovha vachava vazhinji.