Isaiah 66:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanoɀiita ʋatȿene naʋanoɀinatsa kuti ʋaende kuminda, ʋaciteʋera mumŋe uri pakati, ʋacidya nyama yeŋguruʋe, necinonyaŋgadza, nembeʋa, iʋaʋo ʋacapera ʋose — ndiɀo ɀinotaura Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Vaya vanozvinatsa nokuzvichenesa kuti vaende mumapindu, vachitevera munhu ari pakati paavo vanodya nyama yenguruve nembeva uye nezvimwe zvinhu zvinonyangadza, magumo avo achava mamwe chete,” ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Vanozviita vatsvene navanozvichenura kuti vaende mumapindu vachiteveredzana nomumwe ari pakati vachidya nyama yenguruve nezvinhu zvakaipa zvisingadiwe naMwari nembeva, vachapera pamwechete ndizvo zviri kutaura Tenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanozviita vatsvene navanozvinatsa kuti vaende kuminda, vachitevera mumwe uri pakati, vachidya nyama yenguruve, nechinonyangadza, nembeva, ivavo vachapera vose ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona 2009?
Vanozviita vatsvene navanozvinatsa kuti vaende kuminda, vachitevera mumwe uri pakati, vachidya nyama yenguruve, nechinonyangadza, nembeva, ivavo vachapera vose ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Vanozviita vatsvene navanozvinatsa kuti vaende kuminda, vachitevera mumwe uri pakati, vachidya nyama yenguruve, nechinonyangadza, nembeva, ivavo vachapera vose ndizvo zvinotaura Jehovha.