Isaiah 66:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ndinoziʋa maɓasa aʋo nendaŋgariro dzaʋo; ŋguʋa inoȿika yandicaʋuŋganidza marudzi ose namarimi ose, ʋacaʋuya ʋaciʋona kubginya kwaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Nokuti ini nokuda kwamabasa avo nepfungwa dzavo, ndiri kuuya kuzounganidza marudzi ose nendimi dzose; vachauya uye vachaona kubwinya kwangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ndinodaro nokuti, ndinoziva mabasa avo netwavanofunga. Ndiri kuuya kuzounganidza ndudzi dzose dzavanhu nendimi dzose zvadzo vachasvikoona mbiri yangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ndinoziva mabasa avo nendangariro dzavo; nguva inosvika yandichaunganidza marudzi ose namarimi ose, vachauya vachiona kubwinya kwangu.
Shona 2009?
Nokuti ndinoziva mabasa avo nendangariro dzavo; nguva inosvika yandichaunganidza marudzi ose namarimi ose, vachauya vachiona kubwinya kwangu.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti ndinoziva mabasa avo nendangariro dzavo; nguva inosvika yandichaunganidza marudzi ose namarimi ose, vachauya vachiona kubwinya kwangu.