Isaiah 66:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋacaɓuɗa’po ʋacindotarira ɀitunha ɀaʋanhu ʋakandiɗarikira; nokuti honye yaʋo haiŋgafi, ʋuye mŋoto waʋo hauŋgadzimŋi; ʋacaʋa cinhu cinosemesa nyama yose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Vachabudapo vachindotarira zvitunha zvaavo vaindimukira; honye yavo haizofi, moto wavo haungadzimwi, uye vachasemesa vanhu vose.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Vachabudamo zvavo vachindoona zvitunha zvevanhu vakandipandukira nokuti honye dzavo hadzizofi, moto wavo uchange usingadzimi. Vachange vari chinhu chinosemesa kwazvo kumunhu wese zvake.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vachabudapo vachindotarira zvitunha zvavanhu vakandidarikira; nokuti honye yavo haingafi, uye moto wavo haungadzimwi; vachava chinhu chinosemwa nevanhu vose.
Shona 2009?
Vachabudapo vachindotarira zvitunha zvavanhu vakandidarikira; nokuti honye yavo haingafi, uye moto wavo haungadzimwi; vachava chinhu chinosemesa nyama yose.
Shona SUB 2002 Bible
Vachabudapo vachindotarira zvitunha zvavanhu vakandidarikira; nokuti honye yavo haingafi, uye moto wavo haungadzimwi; vachava chinhu chinosemwa nevanhu vose.