Isaiah 66:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakapona asati arwadziwa, wakaɓereka mŋanakomana kurwadziwa kwake kusati kwaȿika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Asati arwadziwa nemimba, anosununguka; kurwadza kusati kwauya pamusoro pake, anosununguka mwanakomana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Asati amborwadzwa zvake nepamuviri mukadzi akasununguka mwana, asati abatwa nemarwadzo emimba akasununguka mwana mukomana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Akapona asati arwadziwa, akabereka mwanakomana kurwadziwa kwake kusati kwasvika.
Shona 2009?
"Akapona asati arwadziwa, akabereka mwanakomana kurwadziwa kwake kusati kwasvika.
Shona SUB 2002 Bible
“Akapona asati arwadziwa, akabereka mwanakomana kurwadziwa kwake kusati kwasvika.