Isaiah 66:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀanzi naJehova: Ndiŋgaȿitsa pakuɓereka, ndikasaɓerekesa here? Ini, ndinoɓerekesa, ndiŋgazarira ciɀaro here? Ndiɀo ɀinotaura Mŋari wako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndingasvitsa panguva yokubereka ndikasaberekesa here?” ndizvo zvinotaura Jehovha. “Ko, ndingazarira chizvaro ndikasaberekesa here?” ndizvo zvinotaura Mwari wenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ko ndingasvitse munhu panguva yokuti apone mwana ndigorega kuti asununguke here? Ndizvo zviri kutaura Tenzi. Ko ini ndinoita kuti vanhu vabereke vana, ndini ndingazodzivisa here kuti pamuviri pasunungukwe?” Ndizvo zviri kutaura Mwari wako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvanzi naJehovha, ‘Ndingasvitsa pakubereka, ndikasaberekesa here? Ini, ndinoberekesa, ndingazarira chizvaro here?’ Ndizvo zvinotaura Mwari wako.
Shona 2009?
Zvanzi naJehovha, `Ndingasvitsa pakubereka, ndikasaberekesa here? Ini, ndinoberekesa, ndingazarira chizvaro here?' Ndizvo zvinotaura Mwari wako.
Shona SUB 2002 Bible
Zvanzi naJehovha, ‘Ndingasvitsa pakubereka, ndikasaberekesa here? Ini, ndinoberekesa, ndingazarira chizvaro here?’ Ndizvo zvinotaura Mwari wako.