Isaiah 7:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kumbira ciratidzo kunaJehova Mŋari wako; ucikumbire kunyaŋge pasi pakadzika, kana kumsoro kwakakwirira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Kumbira chiratidzo kuna Jehovha Mwari wako, kunyange pakadzikadzika kana pamusoro-soro.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kumbira Tenzi Mwari wako chiratidzo, chingave chakadzika pasi pasi senzvimbo yavachakabvu kana kuti chiri kudengadenga sedenga.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kumbira chiratidzo kuna Jehovha Mwari wako; uchikumbire kunyange pasi pakadzika, kana kumusoro kwakakwirira.”
Shona 2009?
"Kumbira chiratidzo kuna Jehovha Mwari wako; uchikumbire kunyange pasi pakadzika, kana kumusoro kwakakwirira."
Shona SUB 2002 Bible
“Kumbira chiratidzo kuna Jehovha Mwari wako; uchikumbire kunyangwe pasi pakadzika, kana kumusoro kwakakwirira.”