Isaiah 7:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo Ishe amene ucakupai ciratidzo: Tarirai, mhandara icaʋa nemimba, icaɓereka mŋanakomana, ndokumutumidza Imanueri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo Jehovha pachake achakupai chiratidzo: Mhandara ichava nemimba uye ichabereka mwanakomana igomutumidza kuti Imanueri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo Tenzi pachavo ndivo vachakupai chiratidzo. Chiteererai munzwe, mhandara yava napamuviri ichabereka mwana mukomana waichatumidza zita rokuti Imanueri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo Ishe amene achakupai chiratidzo. Tarirai, mhandara ichava napamuviri, ichabereka mwanakomana, ichamutumidza Imanueri.
Shona 2009?
Naizvozvo Ishe amene achakupai chiratidzo. Tarirai, mhandara ichava napamuviri, ichabereka mwanakomana, ichamutumidza Imanueri.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo Ishe amene achakupai chiratidzo. Tarirai, mhandara ichava napamuviri, ichabereka mwanakomana, ichamutumidza Imanueri.