Isaiah 7:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ucadya ruʋomba noʋuci, paŋguʋa yaanoziʋa kuramba ɀakaipa, nokusanaŋgura ɀakanaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye achadya ruomba nouchi paachaziva zvakakwana kuti arambe zvakaipa achisarudza zvakarurama.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Achatosvika pakudya mukaka wakakora nouchi nokuti anenge oziva kuramba chakaipa nokusarudza chakanaka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Achadya ruomba nouchi, panguva yaanoziva kuramba zvakaipa, nokusanangura zvakanaka.
Shona 2009?
Achadya ruomba nouchi, panguva yaanoziva kuramba zvakaipa, nokusanangura zvakanaka.
Shona SUB 2002 Bible
Achadya ruomba nouchi, panguva yaanoziva kuramba zvakaipa, nokusanangura zvakanaka.