Isaiah 7:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti mŋana asati aziʋa kuramba ɀakaipa nokusanaŋgura ɀakanaka, nyika iyo yaunotya madzimambo ayo maʋiri, icashanduka ɗoŋgo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi mwana asati anyatsoziva kuramba zvakaipa nokusarudza zvakanaka, nyika yamadzimambo maviri aunotya ichava dongo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinodaro nokuti mwana iyeyu paachange asati aziva kuramba chakaipa nokusarudza chakanaka, nyika yacho ine madzimambo maviri ari kukudederesai ichasara yangova nyikawo zvayo, isisina munhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti mwana asati aziva kuramba zvakaipa nokusanangura zvakanaka, nyika iyo yaunotya madzimambo ayo maviri, ichashanduka dongo.
Shona 2009?
Nokuti mwana asati aziva kuramba zvakaipa nokusanangura zvakanaka, nyika iyo yaunotya madzimambo ayo maviri, ichashanduka dongo.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti mwana asati aziva kuramba zvakaipa nokusanangura zvakanaka, nyika iyo yaunotya madzimambo ayo maviri, ichashanduka dongo.