Isaiah 7:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Dzicaʋuya, dzicamhara dzose mumipata inamawere, nomumikaha yamatombo, napamsoro peminzwa yose, napamsoro pamafuro ose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dzichauya dzose dzigogara mumawere emipata nomumikaha yamatombo, nomumakwenzi ose eminzwa uye napamadziva ose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dzichauya dzichizomhara mumakoronga akanyura chaizvo emumakomo nomumitswe yakadzika yematombo nomuzvikwenzi zvose zveminzwa nomumafuro mose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dzichauya, dzichamhara dzose mumipata ina mawere, nomumikaha yamatombo, napamusoro peminzwa yose, napamusoro pamafuro ose.
Shona 2009?
Dzichauya, dzichamhara dzose mumipata ina mawere, nomumikaha yamatombo, napamusoro pemhinzwa yose, napamusoro pamafuro ose.
Shona SUB 2002 Bible
Dzichauya, dzichamhara dzose mumipata ina mawere, nomumikaha yamatombo, napamusoro peminzwa yose, napamusoro pamafuro ose.