Isaiah 7:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino nezuʋa iro munhu ucapfuwa mhou imŋe ɗuku namakwai maʋiri;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pazuva iro, murume achapfuwa mhou duku imwe chete nembudzi mbiri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pazuva iroro munhu achange akapfuwa mhou ichiri duku nenhunzvi mbiri dzehwai
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino nezuva iro munhu achapfuwa mhou imwe duku namakwai maviri;
Shona 2009?
Zvino nezuva iro munhu achapfuwa mhou imwe duku namakwai maviri;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino nezuva iro munhu achapfuwa mhou imwe duku namakwai maviri;