Isaiah 7:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ɀino nokuɗa kwomukaka muzhinji wadzicamupa, ucadya ruʋomba; nokuti mumŋe nomumŋe wakasiyiwa panyika iyo ucadya ruʋomba noʋuci.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye nokuda kwokuwanda kwomukaka wadzinopa, achadya ruomba. Vose vachasara munyika vachadya ruomba nouchi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
pamusana pokuwanda kwomukaka wadzinenge dzichibudisa; iye achadya zvake mukaka wakakora nokuti munhu wose anenge asara ari munyika ino achadya mukaka wakakora nouchi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
zvino nokuda kwomukaka muzhinji wadzichamupa, achadya ruomba; nokuti mumwe nomumwe akasiyiwa panyika iyo achadya ruomba nouchi.
Shona 2009?
zvino nokuda komukaka muzhinji wadzichamupa, achadya ruomba; nokuti mumwe nomumwe akasiyiwa panyika iyo achadya ruomba nouchi.
Shona SUB 2002 Bible
zvino nokuda kwomukaka muzhinji wadzichamupa, achadya ruomba; nokuti mumwe nomumwe akasiyiwa panyika iyo achadya ruomba nouchi.