Isaiah 7:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hakuna‐uŋgaȿika paɀikomo ɀose ɀairimŋa namapadza nokutya rukato neminzwa; asi ŋombe dzicasundirwa’ko, namakwai acatsika’po.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana ari makomo ose aichimbosakurirwa nebadza, hakuna achada kuendako nokuda kwokutya rukato neminzwa; dzichava nzvimbo dzokusundira mombe nokunomhanyirwa namakwai.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana zviri zvomuzvikomo maimborimwa nemapadza hamuzombokuenda asi nokutya minzwa norukato kuti kuchange kwava zvako kwokusaidzira mombe kwava kwokutotsokodzerwa zvako nehwai.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hakuna angasvika pazvikomo zvose zvairimwa namapadza nokutya rukato neminzwa; asi mombe dzichasundirwako, namakwai achatsikapo.
Shona 2009?
Hakuna angasvika pazvikomo zvose zvairimwa namapadza nokutya rukato nemhinzwa; asi mombe dzichasundirwako, namakwai achatsikapo.
Shona SUB 2002 Bible
Hakuna angasvika pazvikomo zvose zvairimwa namapadza nokutya rukato neminzwa; asi mombe dzichasundirwako, namakwai achatsikapo.