Isaiah 7:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ʋaSiria naʋaEfraimi, nomŋanakomana waRemaria ʋakaraŋgana kukuitira ɀakaipa, ʋaciti:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Aramu naEfuremu nomwanakomana waRemaria vakarangana kukuparadza vachiti,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vadai kukufungira zano rakaipa vachiti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti vaSiria navaEfuremu, nomwanakomanwa waRemaria vakarangana kukuitira zvakaipa, vachiti,
Shona 2009?
Nokuti vaSiria navaEfuremu, nomwanakomamwa waRemaria vakarangana kukuitira zvakaipa, vachiti,
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti VaSiria navaEfuremu, nomwanakomanwa waRemaria vakarangana kukuitira zvakaipa, vachiti,