Isaiah 7:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
musoro waʋaEfraimi ndiSamaria, nomusoro weSamaria ndimŋanakomana waRemaria. Kana musiŋgaɗi kutenda, ɀirokwaɀo hamuŋgasimbiswi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Musoro weEfuremu iSamaria, uye musoro weSamaria mwanakomana waRamaria bedzi. Kana usingamiri zvakasimba mukutenda kwako, hauchazomiri zvachose.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Uye vokwaEfuremu vanovimba neSamaria, handitiwo musoro weSamaria ndiye mwanakomana waRemaria. Kana iwe usina chokwadi nazvo pamusana paizvozvo haumbopamira.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
musoro wavaEfuremu ndiSamaria, nomusoro weSamaria ndimwanakomana waRemaria. Kana musingadi kutenda, zvirokwazvo hamungasimbiswi.’ ”
Shona 2009?
musoro wavaEfuremu ndiSamaria, nomusoro weSamaria ndimwanakomana waRemaria. Kana musingadi kutenda, zvirokwazvo hamungasimbiswi.' "
Shona SUB 2002 Bible
musoro wavaEfuremu ndiSamaria, nomusoro weSamaria ndimwanakomana waRemaria. Kana musingadi kutenda, zvirokwazvo hamungasimbiswi.’ ”