Isaiah 8:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jehova akati kwandiri: Tora hwendefa guru, unyore pariri nepeni yaʋanhu, uti: Cimbidzikai kutapa, ɀakapambga ɀokurumidza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akati kwandiri, “Tora hwendefa huru unyore pamusoro payo nechinyoreso: pamusoro paMaheri-Sharari-Hashi-Bhazi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akanditi, “Tora zifendefa guru unyore pariri namavara anogona kuverengwa nomunhu wose zvake kuti, ‘Nyachimbichimbikupambamandikurumidzekutapa.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jehovha akati kwandiri, “Tora hwendefa guru, unyore pariri nepeni yavanhu, uti, ‘Chimbidzikai kutapa, zvakapambwa zvokurumidza.’ ”
Shona 2009?
Zvino Jehovha akati kwandiri,"Tora bwendefa guru, unyore pariri nepeni yavanhu, uti, `Chimbidzikai kutapa, zvakapambwa zvokurumbidza.' "
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jehovha akati kwandiri, “Tora hwendefa guru, unyore pariri nepeni yavanhu, uti, ‘Chimbidzikai kutapa, zvakapambwa zvokurumidza.’ ”