Isaiah 8:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Raŋganai henyu, asi ɀicakona; taurai shoko, asi hariŋgamiri; nokuti Mŋari unesu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Gadzirirai urongwa hwenyu, asi huchakona; Taurai zvourongwa hwenyu, asi hauzomiri, nokuti Mwari anesu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ranganai zvamunoda kurangana asi hazvina chimuko temai zvamunoda kutema asi zvamunotema hazvimbomira nokuti Mwari anesu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ranganai henyu, asi zvichakona; taurai shoko, asi haringamiri; nokuti Mwari anesu.
Shona 2009?
Ranganai henyu, asi zvichakona; taurai shoko, asi haringamiri; nokuti Mwari anesu.
Shona SUB 2002 Bible
Ranganai henyu, asi zvichakona; taurai shoko, asi haringamiri; nokuti Mwari anesu.